Kadede sezita

Kubva Wikipedia

Kadede izita rinowanikwa kuKenya, Rwanda neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Kevin Kadede; Anniella Kadede; Ines Kadede; Christine Kadede.
  • Kadede zvinoreva chibage chinyoro chave kuda kusvika pakusimba kwekuti chidyiwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.