Kabanda sezita
Mataridziko
Kabanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Peter Kabanda; Abisha Kabanda; Stanford Kabanda; Francis Kabanda.
- Mazwi ari pedyo: Chibanda, banda.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kimbundu vanoti kabanda (n. deputy) kureva mutevedzeri.
- Zigula inoti kabanda (n. hut). Mamwe mazwi: banda kana mabanda pakuwanda (n. hut).
- Kikongo inoti bandama (v. begin).