Jiti

From Wikipedia

Jiti imhanzo ye mhanzi yakavambwa kubvamuZimbabwe, inozivikanwa wo se Jiti-Jaivhi kana Harare Bhiti. Inosanganisa rhidhimu inotambwa pangoma uye negitare. Jiti yakavambwa ine pesvedzero kubva kuzvinhu zvakasiyana-siyana, senge mhanzi ye Chimurenga, Rhumba yeChikongo, uye ne mhando ye gitare rechiTanzania. Jonera iri rakaitiswa mbiri ne mabhendi emuma1980 senge Chazezesa Challengers, The Four Brothers uye ne Bhundu Boys. Jiti irimwe bhiti rechiZimbabwe rinekakukurumidza, asi rinogona kusanganiswa ne imwe mhando ye mhanzi inonzi "Sungura" yakaitiswa wo mbiri ne Chazezesa Challengers uye nevamwe vanosanganisa anaAlick Macheso na Orchestra Mberikwazvo.

Ringai zve:[chinja | edit source]