Alick Macheso

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Alick Macheso muimbi wemuZimbabwe anoimba nziyo dzemusambo unonzi Museve. Alick Macheso akazvarwa nokukurira mudunhu reBindura kuMashonaland Central, akaita nguva achiimba pamwe naMadzibaba Nicholas Zacharia.