Jenova

Kubva Wikipedia
Mfananidzo we Jhenova

Jenova kana Jenoa (Chiitari: Genova; Chiliguria: Zêna) Genowa kana Genova, igutaguru rechisi chekuItari chinonzi Liguriya, uye iguta rechitanhatu pakukura muItari. Muna2015, vanhu 594,733 vaigara mumwero wendauro. Kubva pakaitwa murahwo we Itari ya2011, Dunhu re Jenova, rakave Dhorobhani Guta re Jenova muna2015, raive ne huwandu hwevagari unosvika 855,834. Vanhu vanopfuura 1.5 miriyoni vanogara muufaru weruwa redhorobhani rinoenda kuRhivhera re Itari.

Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]