Mwero

Kubva Wikipedia

Mwero (n. measure, worth, degree, extent).

  • Vaiimba mazwi asina mwero paruzhinji rwevanhu.
  • Akanga akapfeka zvisina mwero pamaabiko akaitwa kuchikoro.

Mitauro yeAfrica[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Shilluk inoti myero (to be worth; to be becoming) kuva zvine mwero kana chimiro chakanaka.