Hunda sezita
Mataridziko
Hunda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Karen Hunda; Nyasha Hunda; Netsai Hunda; Taurai Hunda.
- Hunda (Dry cattle dung) apa kureva ndove yakawoma inonzi ndobwa kana ndohwa nevamwe vatauri.
- Hunda (1. Meat of sacrum; 2. Small of back; 3. Loin of animal) apa kureva chisanasana.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.