Hozhwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHomba)

Hozhwa imhuka inogwesha nepasi ine chimudende pamusoro pemuviri wayo. Kune dzimwe nyika hozhwa inodyiwa nyama uye inotengeswa kuma hotera.

  • Homba kana humba (shell of snail)

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Yao vanoti dande (the slime from a snail). MaZulu vanoti umnenke (n. Snail; slug).
  • MaZulu vanoti nenkezela (v. Approach slowly; move like a snail). Zigula vanoti nkhola kureva hozhwa.
  • Nyanja vanoti nkonono (n. snail). Tonga vanoti nkumba (n. snail).
  • Shimaore vanoti kowa kana makowa (n. a snail) kureva hozhwa.