Hanya sezita
Hanya izita revanhu rinowanikwa muMalawi, Kenya neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Ruvimbo Hanya; Henry Hanya; Batisai Hanya; Christly Hanya; Precious Hanya.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Xitsonga vanoti hanya (adj. alive) kureva chipenyu.