Gwenya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gwenya (Generator in English) muchina unobarika magetsi zvichibva pakushandurwa kweSimba reNhekairo. Somuenzaniso mvura inoyerera muna Rwizi Zambezi inoshandiswa kusunda magwenya anobara magetsi ari paDhamu reKariba neDhamu reCaborra Bassa.

Shoko rokuti kubaritsa rinokwanisa kushandiswa kuturikira generating - pakutaura kwemazuva ose shoko iri rinoreva kubereka michero kana vana zvakanyanya. KuHwange kune zvibaritsa magetsi zvemarasha. KuKariba kune zvibaritsa magetsi zvemvura.

Mhando dzeMagetsi[chinja | edit source]

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kubaritsa (to spark, cause to spark, to be prolific).
  • Kubarika (to sprout, teething).
  • Barara (ideophone of spreading widely e.g. in open plain; extending over a wide area).
  • Bararira (scattering) Could this also mean generalizing? Ko izwi rokuti chaparira rinopinda papi?

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kubalitsa (to generate).