Barara
Mataridziko
- Barara (ideophone of spreading widely e.g. in open plain; extending over a wide area).
- Bararira (scattering) Could this also mean generalizing?
- Barambara kana bararamhanya (Sudden scattering).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mazwi ari pasi aya anyorwa mukuzama kuwumba mutauro.
Mushonga mbarikwa kana mushonga muparikwa (Generic Drugs or Medicines)???? Mushonga uyu imbarikwa: this is a generic drug. Mazwi aya haako kuChishona semashandisirwo ari pano - uku kuzama kuumba mutauro chete.
- Musangano webarara revashandi: Meeting of general labourers.???
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Cherechedza kuumbwa kwakaitwa mazwi aya: chaparira uye charumbira.
- Cherechedzazve kuumbwa kwakaitwa mazwi aya: chaunga, chamumbwa uye chagonda.
- Charumbira (that which has run to) apa kureva icho chamhanyira kunzvimbo yarehwa kana kwauri.
- Ko izwi rokuti chaparira rinopinda papi? (Could it be, that which is established?) apa kureva chinhu chakadzika midzi yacho panzvimbo pachanga kubva pakutanga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLenje vanoti mupali (second additional wife).