Gute
Mataridziko
- Gute (Act of surrounding, encircling) apa kureva kukuta kana kukomberedza. Vanhu vainge vakaita gute vachionekana naye: the people crowded round him to say farewell.
- Gute (Place where waterberry trees grow) apa kureva nzvimbo ine miti yehute yakawanda.
- Gute kana makute (Cloud that obscures the sun) apa makore akadzikatidza zuva.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gutumukutu kana magutumukutu (Very : large number or amount of things.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vanhu vainge vakaita gute vachionekana naye: the people crowded round him to say farewell.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaRwanda vanoti guterana (v.i. to come together; to gather together, to meet) vachireva kuungana kana kuuya panzvimbo imwe.
- VaRwanda vanoti guteranya (v.t. to gather together) vachireva kuunganidza.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
