Chipanga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chipanga izita remhuri muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Hosiah Chipanga.

  • Tarisai chinyorwa chinonzi kupanga.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMaconde vanoti chipanga (tsetse fly), kana zvawanda voti vyipanga. Vashona vanoti gunura.
  • VaYao vanoti chiphanga (the outlying villages of a chief).
  • VaHerero vanoti oupanga (having all things or property in common, communism) kureva magariro plunge vane vachishandisa nhumbi nepfuma pamwepo.
  • VaLugwere neVaLugungu vanoti kupanga (v. arrange, organise, align, queue or line up; put such that in a certain order or arrangement).
  • VaDigo vanoti chiphanga (black kite - Milvus migrans).