Gungu sezita

Kubva Wikipedia

Gungu izita revanhu rinowanikwa muSouth Africa neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Happiness Gungu; Gungu Mavusana; Mandisa Gungu; Balulwa Gungu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Nsenga vanoti gungu (n. spider, scorpion). Mamwe mazwi: vugungu (n. cobweb).