Gumunyu
Mataridziko
Gumunyu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Kudzai Gumunyu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- MaZulu vanoti isimunyu (n. Unpopularity).
- MaZulu vanoti gumunqu (ideophone. 1. of capsizing. 2. of standing with bowed head. 3. of lying on the stomach. 4. of hiding.).
- VaSwahili vanoti gumu (1. hard, firm, strong, tough; severe; 2. unyielding, obstinate, stubborn). Sokuti: mkate mgumu (hard bread).
- VaSwahili vanoti gumu (hard, difficult). Sokuti: kazi ngumu (hard work).