Gumbi
Mataridziko
- Gumbi (large herd of cattle) apa kureva musasa wemombe zhinji.
- Gumbi (a crowd; very many people) apa kureva vanhu vazhinji-zhinji.
- Gumbi kana makumbi (eaves of house) kureva chikamu chedenga remba chinodarika pane madziro chichibatsira kukanda mvura kuti isaerera nemadziro.
- Gumbi sezita ( a family name).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mambwe inoti -kumbana (to gather in a group). Humburi inoti kumbi (gather around something).
- Kinyarwanda inoti umukumbi (flock of sheep). Zigula inoti mkumbi (n. a broad road) kureva mugwagwa.
- MaXhosa vanoti igumbi (n. room) kureva kamuri.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |