Svetuka kuchirochemo

Gombera sezita

Kubva Wikipedia

Gombera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tichaona Gombera; Joel Gombera; Kudzai Gombera; Raymond Gombera

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Uya undigombedze mhuru ndichikama: come and keep the calf away while I am milking.
  • Murwendo akagomberwa mabvi nenzara: the traveller was weak at the knees from hunger.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti -kombela (to be without strength, to walk slowly, painfully, a sick or old person) vachireva kukomberwa.
  • VaDigo vanoti gombera (to scold, to rebuke) vachireva kutsiura. Mamwe mazwi: kugomba (to speak sharply to someone, to argue).
  • VaZigula vanoti gombera kana kugombera (to fight for, fight over; defend; stick up for; argue, argue for).
  • VaZigula vanoti gombera kana kugomberwa (to be fought for, to be stuck up for).