Gandawa

Kubva Wikipedia

Gandawa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri:Tapiwa Gandawa; Blessmore Gandawa; Patience Gandawa; Last Gandawa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.