Svetuka kuchirochemo

Fombe sezita

Kubva Wikipedia

Fombe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neCameroon.

  • Vanhu vane zita iri: Anesu Fombe; Cashon Fombe; Ronald Fombe; Blaise Fombe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Bulu vanoti fombe (n. orange - tree or fruit) kureva orenji.
  • Bulu vanoti bombe (n. orange - tree or fruit) kureva orenji.