Dzimano

Kubva Wikipedia

Dzimano izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Darryl Dzimano; Andrew Dzimano; Gwinyai Dzimano.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLenje vanoti shimano (a clever person, an intelligent person) kureva munhu mungwaru.Baila vanoti shimano (a cunning person) kureva munhu mungwaru?.
  • VaDigo vanoti msimano (stand, principle, opinion). Cherechedzai musiyano.
  • VaYao vanoti Masimano (a joint ; a splice ; a meeting-place). Mamwe mazwi: Masimanilo (a joint ; a splice ; a meeting-place).
  • VaYao vanoti Masimanichisyo (a meeting-place). VaVenda vanoti tsemano (n. quarrel) vachireva bopoto.