Dungamunhu

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti dungamunhu rinotaura kuzvimirira iwe pachako pasina umwe anomira panzvimbo yako kana anokumirira.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Padare hapaitwi dungamunhu - kureva kuti munhu haazvimirire wega nenyaya yake, anenge ane gweta.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Sangho vanoti dungo (being, existence).
  • VaNyoro vanoti okutunga (v.tr own; gain, to have, to obtain) kureva kuva mwene kana ndava muridzi.
  • VaNyoro vanoti itungo (fortune, wealth; riches; property) kureva kuva pfuma. VaNyoro vanoti omutungi (richman) kureva kuva munhu mupfumi.
  • Djimini vanoti tunŋgo (1. exercise an activity, 2. activity, 3 transmit a thing or a news).