Kumhanya

From Wikipedia
(Redirected from Dovo)
Jump to navigation Jump to search

Kumhanya (running) zvinoreva kukanda tsoka imwe pamberi peimwe uchiita izvi nokukasira.

Mamwe mashoko[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti kwiruka (run , hurry) rinotaurwa mururimi rweKirundu.
  • Izwi rokuti kwirukira (run at, for, to) rinotaurwa mururimi rweKirundu.
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kwiruka (to run).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti kwirukana (to run after).
  • Kune chidawo chemutupo wemhofu chinonzi nyakuyiruka.