Svetuka kuchirochemo

Dikuta sezita

Kubva Wikipedia

Dikuta izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Diane Dikuta; Rene Dikuta; Florida Dikuta; Dorcia Dikuta.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Mbukushu inoti dikuta (n. herd of sheep or goats) kureva danga rembudzi kana hwayi.
  • Mbukushu vanodudza vachiti dimbo (n. song) kureva chimbo. Mamwe mazwi: thinu (n. thing) kureva chinhu.