Dikita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Dikita, ziya kana pfundira (sweat) imvura inobuda mumuviri wemunhu mungava muhapwa pachiso kana dzimwe nhengo.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti kutukuta (to sweat) vachireva kudikitira. Mamwe mazwi: chitungwi kana tukutu (perspiration) kureva dikita.
  • Baila vanoti mutukuta (perspiration) kureva dikita. VaKongo vanoti ndukutila (perspiration) kureva dikita.
  • Mang'anja vanoti tukuta lidza pa-tupi (my body perspires) vachireva muviri wangu unodikitira.
  • Chopi vanoti kunyuka (v. sweat) kureva kudikitira. Mamwe mazwi: nyuku kana nyuko (n. sweat; perspiration) kureva dikita.