Deverangwena

Kubva Wikipedia

Deverangwena munhema (kana ruambanhema) dze chiKaranga inonzi imhando ye chikara cheruandhle chinenge hove, chainzi chinotevera ngwena (kana garwe) mumvuura. Nekuda kwe tsika yayo iyoyo, zvakakonzera kuti vanhu vaidane kuti deverangwena. Nekuti zvinonzi inhema (kana rungano), hapana zita e iyi inonzi ndeye zve nhema (kana rungano), uyezve hapana fanadudziro rayo paChingezi.

Tarisai futi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]