Svetuka kuchirochemo

Chiweme sezita

Kubva Wikipedia

Chiweme izita remhuri rinowanikwa muMalawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chiweme Mkandawire; Chiweme Sakala; Chiweme Phiri; Chiweme Nguni; Chiweme Mwandi.
  • Mazita ari pedyo: Mawema sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaLamba vanoti chiweme, paweme, fiweme (v. It is well; very well) kureva zvakana.