Chiwandamira

Kubva Wikipedia

Chiwandamira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Fadzai Chiwandamira; Sekai Chiwandamira; Mwansa Chiwandamira; Tanatswa Chiwandamira.
  • Mazwi ari pedyo: Chiwandika.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kuandika, wandika, yandika (to be near, adjoin) kuva pedyo. Sokuti: nkondo yaandika iri pafupi (war is near).
  • Nyanja inoti andikiza (to bring or put near) kusvitsa pedyo.