Chivakashure Sa pamazita

Kubva Wikipedia

Chivakashure Sa- chinoshandiswa pamberi pemazita kududza kuti munhu uyu ndiye mukuru pamusha kana mumhuri.

Muenzaniso[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kana tichifananidza panenge pane kutodzana kwevara Sa- nezvakawanikwa kune mimwe mitauro yeBantu zviri pazasi izvo.

  • Luvale vanoti SaChisengo (Father of Chisengo). SaKapalu (Father of Kapalu). SaLumayi (Father of Chisengo).
  • Luvale vanoti NyaChisengo (Mother of Chisengo). NyaKapalu (Mother of Kapalu). NyaLumayi (Mother of Lumayi).
  • Challa vanoti Sa (n. Mr., Mister; high status or rank). Nawdm vanoti sa (n. father; head of the family) kureva sa.
  • Gyeli inoti nya kana banya (n. mother) kureva amai. Mamwe mazwi: sa kana basa (n. father) kureva baba.
  • Nyanja inoti Tsa (master of; director of). Sokuti: Tsabuwa (hunt leader). Tsabwalo (bwalo keeper). Tsachipala (forgemaster; a smith)