Chivakamberi ndara
Mataridziko
Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anopera nechivakamberi chekuti ndara.
- -kungundara (Move (huge person or animal).
- chanjandara (ideophone of Being adamant) kureva chachama kana chacharara
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Tezvara akati chanjandara, mombe ibonga: the father-in-law refused to budge an inch because the full number of cattle had not been paid.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaBukusu vanoti Liikhumi naa ndala (n. Eleven) kureva gumi nerimwe. VaWanga vanoti ikhumi na ndala (n. eleven) kureva gumi neimwe.
- VaWanga neVaBukusu vanoti ndala (one - the form used in counting). Sokuti abomunzu ndala (children of one woman).
- VaSangho vanoti ndalo (n. substance of any item).
- Zulgo inoti ndara (to, in the direction).