Chiungo sezita

Kubva Wikipedia

Chiungo izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Jasmin Chiungo ; Zoroca Chiungo ; Julia Chiungo; Moises Chiungo .

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lubukusu vanoti khuungo (n. land mass, country, state).
  • Sangho vanoti sêwungo (n. number; multiple) vachireva nhamba kana kupetwa kwenhamba.

.