Chisumbwa

Kubva Wikipedia

Chisumbwa izita remhuri rinowanikwa kuZambia neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Kebbias Chisumbwa; Florence Chisumbwa; Chisumbwa Soko.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLuba vanoti muana usumba kureva mwana atenga muchero.
  • VaLuba vanoti muana usumbila mfumu tshimuma kureva mwana atengera Ishe muchero.
  • Tshiluba vanoti tshimuma tshisumbibua kudi muana kureva muchero wakatengwa nemwana.