Chisumbanje
Mataridziko
Chisumbanje inzvimbo iri mudunhu reManicaland. Vamwe vatauri vanoti zita iri raitaurwa pamusoro pemunhu aipira nemhanje, akabva adanwa zita rokuti chisumambanje.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lunda vanoti chisi (country, region, land, district, village and its neighbourhood). Lenje vanoti nsi (land, region, ground underfoot) apa kurva pasi kana pavhu.
- Mandinka vanoti suu kana suwo (n. home) kureva musha. Mamwe mazwi: suu dalaa (close to home). Suu koto (n. old home). Yao vanoti mbanje, (a new garden).
- Kemedzung vanoti chɛ (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: chɛsha (chief. Lit. father of the land). Chɛ su (n. owner) kureva mwene.
- VaHanga vanoti su (own or possess).