Svetuka kuchirochemo

Chisulu sezita

Kubva Wikipedia

Chisulu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Fundo Chisulu; Oratile Chisulu; Chisulu Msiska; Pedzisai Chisulu.
  • Chisulu (hyena) kureva bere.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.