Chisoro sezita
Mataridziko
Chisoro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinashe Chisoro; Trust Chisoro; Shylet Chisoro; Sarudzai Chisoro.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaSangho vanoti lisolo (n. conversation). Fananidzai nokuti kusora muromo.