Svetuka kuchirochemo

Kudenha

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKusora muromo)

Kudenha kana kusora (to provoke, initiate, set in motion) zvinoreva kumutsa mumwe munhu kuti pave nokurwa kana kuvamba nyaya kuti ikurukurwe.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Tiriki vanoti khusolana (to pick a quarrel) kureva kusorana. VaTiriki vanoti vusolo (strife, quarreling, war) vachireva bopoto kana hondo.
  • VaWanga vanoti obusolo (strife; quarrelling; war) vachireva kusora. VaIkizu vanoti -shora (start) kureva kusora?
  • Lugwere inoti sisimula (n. ecstasy, stimulus; overwhelming feeling of great or joyful excitement, elated bliss, emotional frenzy).
  • Tsuvadi inoti mokodo (pecking). Kodo (peck) - Fananidzai nokuti kukododzvora. Sangho inoti lisoro (n. conversation) kureva nhaurwa.
  • Luganda inoti okusonsa (v. provoke).