Musi weChishanu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChishanu (musi))
Chishanu (Chirungu: Friday) ndiro zuva rechitanhatu repavhiki rinotevera China richiteverwa neMugovera. Kune vanhu vazhinji chishanu ndiro zuva rekupedzesera kuenda kubasa pavhiki uye zuva rekupedzisira kuenda kuchikoro.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaWabo vanoti nshanu (n. Friday) kureva musi wechishanu.
- MaZulu vanoti ulwesihlanu (n. Friday - lit. the fifth day of the week) vachireva musi wechishanu.