Chisasa sezita
Chisasa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Ruvarashe Chisasa; Jeremiah Chisasa; Blessing Chisasa; Kondwani Chisasa.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.