Chisangu sezita
Mataridziko
Chisangu izita rinowanikwa muZambia neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Cathrine Chisangu; Liato Chisangu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.