Chirwa sezita

Kubva Wikipedia

Chirwa izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Jessica Chirwa; Aaron Chirwa; Yotamu Chirwa; Charles Chirwa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.