Svetuka kuchirochemo

Chiruka sezita

Kubva Wikipedia

Chiruka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Charity Chiruka; Blessing Chiruka; Snikiwe Chiruka.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti kiluka (n. name; denomination; designation). Mamwe mazwi: kuluka (v. name) kureva kupa zita.
  • VaWanga vanoti oshiluka (form; ritual; customary order).
  • Mazita ari pedyo: kuruka; Kiluka sezita.