Chirema sezita
Mataridziko
Chirema izita rinowanikwa munyika yeZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Brian Chirema; Timothy Chirema; Takunda Chirema; Constance Chirema.
- Mazwi ari pedyo: Murema sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Luganda vanoti omurema (n. lame) kureva chirema.
- Manga Kanuri inoti jire (n. truth). Mamwe mazwi: jirema (n. truthful person).