Chipunga
Mataridziko
- Chipunga
- Chipunga sezita (a family name in Zimbabwe).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- VaTaabwa vanoti kupunga (v. to watch the night). Fananidzai nokuti pungwe.
- MaZulu vanoti isiphunga (1. Fly-switch; fly-swotter. 2. Tasselled fringe worn by girls round the waist or on the upper arm as a decoration).
- MaZulu vanoti phunga (Scare off, drive off; wave away; whisk off as flies). Sokuti: ukuphunga umhlola (to drive awav an evil omen) kureva kudzinga mashura.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
