Svetuka kuchirochemo

Chipumbu sezita

Kubva Wikipedia

Chipumbu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chipumbu Sachenga; Muhapwa Chipumbu; Manjata Chipumbu; Nesta Chipumbu.
  • Mazwi ari pedyo: mhumbu (n. a ball of string or bast fibre).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaLamba vanoti chipumbu (n. cluster forming the ear of millet or sorghum).