Svetuka kuchirochemo

Chipoka sezita

Kubva Wikipedia

Chipoka izita remhuri muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rujeko Chipoka; Victoria Chipoka; Kudzaishe Chipoka; Rudo Chipoka.
  • Mazwi ari pedyo: Boka, chipoka.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nsenga vanoti chipoka (n. field of millet). Mamwe mazwi: poka (v. deprive).
  • VaLenje vanoti chipoka kana chifunda (maize field, piece of ground planted with maize) kureva munda wechibage.
  • VaHerero vanoti poka (snap off; tear away; revolt, fall away; turn away, fall away, apostatize). VaHerero vanoti oku-poka (rebellion; depart away from - morally).
  • VaHerero vanoti poka (slink aside as from work, shirk a duty; one that steals away from work, one that slips away from work).
  • VaYao vanoti kupoka (to be proud) kureva kudada. Mang'anja vanoti kupoka (to be rich, wealth or influential) vachireva kuva mupfumi.