Chipasa sezita

Kubva Wikipedia

Chipasa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mercy Chipasa; Falen Chipasa; Kazimoyo Chipasa; Natsai Chipasa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinande vanoti ekihasa (n. piece of pot) kureva chimedu chehari.