Chipara sezita
Mataridziko
Chipara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Nobert Chipara, Takunda Chipara, George Chipara.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- VaMaconde neVaChewa vanoti chipala (smithy, blacksmith's forge; place where forge is located). VaHerero vanoti otyipara (front; forehead).
- VaChewa vanoti mphala (an open shelter where men sit or rest; or to discuss matters or work to- gether - By extension also a courtroom).
- VaSwahili vanoti kipara kana kipaa (vi. bald spot, bald head; 2 (rel.) tonsure). VaHerero vanoti otyipara (front; forehead).
- VaMbukushu vanoti thipara (n. Face) kureva chiso.