Chipangano

Kubva Wikipedia

Chipangano (an agreement; a contract) kureva chibvumirano pakati pavanhu kana mapato evanhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaChewa vanoti pangana (to agree with one another; to make a contract). Mamwe Mazwi: chipangano (an agreement; a contract).
  • VaBemba vanoti icipangano (to contract) kureva chipangano. Kinande vanoti ekihango (n. an alliance).
  • VaMambwe vanoti upangano (n. covenant, agreement).
  • VaMambwe vanoti cipangano (an agreement, arrangement between two parties, covenant) kureva chipangano kana chirangano?