Chioza

Kubva Wikipedia

Chioza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Chisomo Chioza; Peace Chioza; Grace Chioza; Naomi Chioza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.