Svetuka kuchirochemo

Chinyambo

Kubva Wikipedia

Chinyambo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Lawrence Chinyambo; Eugene Chinyambo; Selina Chinyambo.
  • Nyambo (n. jokes).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.