Chineunye

Kubva Wikipedia

Chineunye kana Chinounye izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Kune zinde rine mashizha anovava kana unye hwawo ukaenda paganda.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaUmbundu vanoti unye (disobedience).